Mambo Yesu Kristo Mununuri Wangu -Sr Elizabeth T. Ngun 'u (SJI)
M· Mambo Yesu Kristo mununuri wangu
V SIA Makabaiwa mukabvisa matadzo edu ose, zvino muchiri mukati mangu
donatsai mweya womutadzi uno kuti ave mutsvene kwazvo.
T Makabaiwa mukabvisa matadzo edu-u, muchiri mukati mangu donatsai-i
mweya womutadzi-i ave mutsvene kwazvo.
B Makabaiwa mukabvisa matadzo edu ose, zvino muchiri mukati mangu
donatsai mweya womutadzi uno kuti ave mutsvene kwazvo.
Madetembo:
l.Ndipeiwo kuteerera nokuchengeta mitemo yenyu-u
2.Ndingoita zvamunoda zvoga, ndingoita zvamunoda zvoga
3.Svinudzai meso angu-u kuti ndione kuti rudo rwenyu rwakawanda sei
4.Mukufara kana mukutambudzika kana mukufa ivai neni Mambo
S.Ndinoda kufira-a mumaoka enyu ,ndive wenyu kwete zvino chete asi
zvisingazopera
Chorus:
B Itai kuti kuputirwa nemifaro yapasi pano inopfuura isina nechirnuko
chose x2
SIA
--- Ndirege kuputirwa nemifaro yapasi pano inopfuura isina nechirniko
chose x2
T --- Itai kuti kuputirwa nemifaro isina nechimuko chose x2